Comedianne Felistas Edwards,better known as Mai Titi has taken it to social media to defend his younger boyfriend dismissing rumors he could be after her money.This is what she had to say,

”Ayiwa hama musati maenderera mberi nekuti mupfanha arikuda bag. This guy right here atori nabag haasi tytan.
Hapana chaari kutaimira kwandiri musanyanyorwadziwe henyu. He drives a range rover and kumba kwavo mariyakadira.
So I think ndini ndikutaimira.
So garaipasi.
Hatidanane nevarume vasina mari handisi sponser wemaben 10.
Musashungurudzike henyu johane 14 vs 1

Loading...