Home Harare Gossips Ndirikuhurira murume wangu nemuCongolese

Ndirikuhurira murume wangu nemuCongolese

Ndirimukadzi ane27 , murume wangu ane 30…tinemwana 1 ane 2years. Ndirikuhurira murume wangu asi I’m feeling bad about it. Nyaya yacho yakatanga so… Ndakasangana nemurume wangu tichiri kuchikoro ndiri form 1 iye form 3. Kubva ipapo aindinyenga ndichimuramba , kusvika ndipedze A level ndaingomuramba chete. Ndave ne24 , munhu aifanira kundiroora akandirasisa and hubby was the last option ndikazongomubvuma akandiisa muKitchen tikabva taenda tese kuCapetown kwatiri kugara izvezvi. Kutaura chokwadi murume wangu handimudi, he is not my type.

Read More: “Hubby is always inserting his fingers into my privates to check if I’m sleeping with other men”

Ndirimukadzi mutsvuku akanaka , nemuviri wakanaka zvekuti varume vakawanda vanondida. Ndirikuno ndakazosangana nemurume wekuCongo akandipfimba ndikabvuma. Veduwe bonde racho , handisati ndakamboona zvakadaro, 1 round inopedza 50minutes uye after 1 round inoramba yakamira zvekuti toita kana 6rounds pazuva.

Murume wangu he’s very sweet, munhu ari right , haahuri , he buys me gifts to show me love, and he always tell me kuti he married the woman of his dreams. Dambudziko nderekuti he is a boring husband and handisi happy in this marriage. Boyfriend yangu yekuCongo is willing to take me in nemwana wangu. I’m confused , ndoita sei? Musatuke veduwe.

Adopted from Zimbabweans Deep secrets

Comment below…

Follow Harare Live on Google News

 

Loading...