Local News

14 of 21 Zim care workers in UK fall pregnant

14 care workers of the 21 who were last year employed by one employer in the United Kingdom reportedly fell pregnant barely a year into employment.

The development has since divided opinions on Facebook with one section criticising the implicated individuals for irresponsibility.

Mai Muza

Vanhu vanonetsa shuwa havabatsirike,hazvina kurambidzwa kuti Uite nhumbu but tanga waita research first,and also shuwa munhu anopinda ne work visa then within 2 months boom u are pregnant imika dzikamai,that’s why Dubai unotodepotwa,who does that kuti wabhadarirwa visa to go work n then nhumbu wavingei then,Aiwa ooo plan your life well well.munobhowa imi yhooo .hamubatsirike nharo nharo chete
Rumbie Muzavazi 

Foreign land haisi yekuzvara usiri settled. Unotopachema chete. Anywhere congratulations kwavari tiite school run takawanda
But one Facebook user, Mazvita Lis Nyamz, who sounded like one of the impregnated women, sternly defended those who made the decision writing;
To answer all this
1. Our visas are written no right to public funds and we already knew that before we fell preg
2. Kwandiri zvangu nursery haitosviki kwese uko
Its arround £600 plus takauya naana baba vanoshanda 9am to 5pm Mon to Frid
Vanoendesa mwana vomutora
Ini ndoshanda night shift kana ndakwanisawo ndoendesa mwana ndomutora plus its just for 3 years chete
3.Kuti mwana haaite muBritish truziva hatinei nazvo mwana mwana anozoitawo muBritish kana nguva yakwana
4. Varume takabva navo kuZimbabwe ndivo varikutotishandira isu tichiita mimba tozobatsirana kana mat leave yapera
5. You have the right to be on Maternity leave
Kwedu if you work for year
You are given 52 weeks leave
10 weeks full pay+SMP
10 weeks half +SMP
19 weeks Statutory mat pay
13 weeks 0
Saka meneja ava nga cover ma shifts avo kusvika vanhu 14 vadzoka
Regai vanhu vabare hama dzavo nekuti zvaive muma plans edu tisati tauya kuno
Thousands of nurses last year flocked to the United Kingdom in search of greener pastures, making Nurse Aid one of the most studied courses in Zimbabwe.
However, cases of ill-treatment and inhumane working conditions at some institutions in the UK have widely been reported.-iHarare

Back to top button